Lesson
41
Kutenda Ngosi Ye MwaMutare
1 Kunoti nemumwe musi Matenga vakayenda kunotenda nzvimbo yavakapihwa neNgosi yeMutare.
2 Vakasvika pahofisi, vakawona nhaka dziri kupinzwa.
3 Sajeni weipapo akadzimisa dzimwe mhaka.
4 Matenga vakapinda mukati, Matenga vanoti ndinotenda ngekundipa nzvimbo yakadai.
5 Hurumende yinoti ndinotenda nekuti murikugara zakanaka.
6 Ngosi yinoti wona tsamba iyi yinoti ndinoda kuti muGuta muiswe mutuzvigero, kuti mvura yirege kuzoshatisa muGuta rako, nemapuranga neuswa.
7 Anoti ndinoda kuwona basa rako richifambira mberi.
8 Anoti murikugara zvakanaka here. Hapeno kune vamwe vanhu vanoti nyiko?
9 Asi isu Hurumende tirikufara kwazvo nemusha uyu.
10 izvi zakataurwa neumwe muvhangeri , akaimba rwiyo 95 nditarire nekufara ndiwe wanga wandifira.