Guta Ra Jehova
Lesson 54

Rwendo Ku Bhechinafu Bhiriji

1 Nerimwe zuva Matenga vakayenda kuBhechinafu Bhiriji. Kune vanhu vanerudayiro.

2 Nekudzimbo idzo vanobva yiri kure chaizvo.

3 Kune vamwe avo vasati vaziva kunamata Mwari .

4 vakayenda kwaMakuyana zuvaro vakasvika ava manheru, wavhangeri vakayenda kunowona ishe veikoko.

5 Aziyiswa, vanhu vakauya kwazvo.

6 Matenga vanoti tingaiteseyiko, kuti ave vanoziva kunamatawo Mwari .

7 Kuzoti ava mangwana kune vamwe vayida kureurura vachida kubatwa musoro kupindukira muna Jehova , paiva nehuwandu huzhinji chaizvo.

8 Kuzoti tabva ipapo takauya kuBhiriji muna Sawe.

9 Matenga vanoti vakavaka Bhiriji iri sandinzero dzakeba kwete.

10 Zo akafa handizivi kuti vakanowonawo dzimbo mudenga here, ndayifara kwazvo.

11 Matenga vanoti dai ndayimuwona kuti aripapi, ndayimu chemerera kuti apinde mumusha.

12 Asi vari parwendo rwavo urwu vakapfuura nepane rwizi rumweni runonzi Deura, Ururwizi rwakanga rVapedza vanhu kuweredza wachifa.

13 Matenga vanoti shoko rati wawona izvi here?

14 Ungadai watora mvura yerukowairworwu wateurira.

15 Mune madzimudzangara murwizi imomo.

16 Zvanzi na vaJehova iwe unesimba rekubvisa izvozvo nekucheka izvozvi.

17 Matenga vanoti ndashamiswa nevana weGuta kuteera Matenga .

18 Mutumwa anoti ndozvandino ndoenda mugomo ndinenge ndawona ziwi zvenyu zvawanda, ndikabvunza zvekuti chinyi chakonzera kuti ava vana vave nenyota.

19 Izvi zvakandityisa, saka shoko rinoti kuchava nezvishamiso zvishamiso, munhu nemunhu ngaise pfungwa pakadzama.

20 Pakasimukawo vavhangeri. P. H. Mutudza akataurawo pakufamba rwendo irworwo.

21 Akataura nyaya iyoyo naishe vakashamiswa neMatenga.