Rwuwadzano Rwa Jeneti
1 Jeneti akanga ari munyika, asi apo pakafa Jesu akatambudzika kwazvo.
2 Akati mwamuuraireiko akanga achishanda basa rakadai.
3 Ingawani akamutsa vakafa, akasvinudza mapofu, matsi dzakanzwa, zvirema zvikafamba, mbewewe dzikataura.
4 Kuzoti apfuudzwa munyika akanopihwa basa mudenga, akapi bache dzvuku uyo uri mufananidzo weropa raKristu.
5 Matenga vapfuudzwa munyika vakanosanga na Jeneti .
6 Ndoruwadzano rwakadzika rwuchibva mudenga rwuchidzika pasi.
7 Pakanga pasina ani naani akanga achizviziya munyika.
8 Matenga vauya vakatsanangura neyunifomu.
9 Rikati vanangu yunifomu yandakanosangana nayo mudenga ndiyoiyi tsvuku.
10 dzimwe dzose idzi handina kudziwona ndedze kushumba.
11 Vanodaro Matenga Jeneti vakabva muropa raKristu rekawerera pamuchinjikwa.
12 Ndomwakabuda iyi hamba kamba yedenga.
13 Vanogara vakatsvuka tsvuka vachigarira kuti Matenga vanouya riniko, havana zoro.
14 Ndimo makabva upfumi hwese.
15 Vanogara vachiimba nekureva shoko nemabhaibheri avo nezvigurangu zvavo muma woko avo. Amen.