Guta Ra Jehova
Lesson 15

Kutanga Kutarisa Zikonzero

1 kwaiti kama kuine zvemenisheni renhumbu.

2 Kana mweya vawona kuti nhumbu idzi hadzina kunaka.

3 Vanobata kumusava vodzorera mwana mudzi nhumbu dzadzo.

4 nekuti anenge aiswa nedhimoni.

5 Saka vamwe wachitarisika sevasina nhumbu asi vese vanadzo.

6 Wotovenekwa nemweya, asi mweya yetsvina madhimoni akanga akabata vanhu chaizvo.

7 Ndiyo yayitadzisa kuti vabereke vana munyika.

8 Matenga vanonamatira mweya iyoyo yobuda, yaibvunzwa zvayinoda ichitaura mhosva dzvayo, mwana wogara zvakanaka muuraimomo.

9 madhimoni aya anonga aripwa kana kusununguka inyore.

10 Asi pane mimwe mweya yetsvina yinonzi, umai, zukuru, ngozi , gushu, zimbwa zvinhu izvozvi zvinonetsa kwazvo.

11 Nedehwe raambuya ndizvo zvinoita kuti munhu arege kubereka nedzimwe nguva.