Guta Ra Jehova
Lesson 43

Zvisinga Divi MuGuta

1 Paguta raJehova ir ipane zvisingadiwi muGuta.

2 Matenga vanoti mune zvirwere zvakatsaukana.

3 Kuwo nevakawona pipi riri pano vanoziva.

4 Kana mumadhorobha akatsaukana nenzvimbo dzakatsaukana, munozvinzwa kuti kuroya, kupomba, kuba, kuuraya nezvese zvakadaro, hazvidiwi muGuta.

5 Uchenjere, ufunge chewakafambira pano.

6 Inga hazvidiwi muGuta.

7 Matenga vanoti, hamusati mandiziva here nanhasiuno tarisa Johane 14 vesi 8-10.

8 Jesu vakataura kune vadzidzi vake izvozvi kuti hamusati mandiziya here nanhasi kubvira pakutanga dzimara nasiuno

9 Asimakanga mauya kuzopona pamwe nekununurwa.

10 Sangano rino haribvumi rwevaroyi, mhombwe, mbava, vanomwa, vanoputa, n'anga , nezvese zvakaipa hazvidiwi.

11 Ndizvo zvandakatumirwa izvozvi.

12 Dai muchifunga varume nevakadzi mwakaparadza mari zhinji zhinji kwazvo.

13 Asi pane izvi makanga mwanunurwa.

14 Asi pane izvi makanga mwanunurwa chaizvo.

15 vamwe wakaparadza wachinyengedzwa ne n'anga vamwe vachifunga kuti, upenyu hwenyika ndiko kunamata Mwari vasinga zivi kuti vari kurasika.

16 Takanunurwa chokwadi vanhu vaMwari.