Rufu RwaMai Gandiwa WekwaSeke
1 Pano ndimomutaurirai n'anga yeGuta raJehova, yaichengeta mbewewe muGuta raJehova.
2 vakafawo, varwarisa zvikuru senguva yakanga yakwana werufu rwavo.
3 Asi vakafa Matenga vabva kuGuta ravo vasisikoba vava kwaMutare.
4 Matenga vatama ndokusara ofa kwapera mazuva.
5 VaJehova vanoti munhu wako auya kuno, n'anga yembewewe yafa yauya kuno.
6 Kuzoti Matenga amupangidzirwa mweya vake, vakapihwa ruyimbo runonzi rwiyo 127 Jerusarema musha wakanaka kwazvo.
7 izvi zvakaitirwa paGuta itsva.
8 vakafa vakapinda mumusha wedenga.
9 Vamweni havayiwoni nzirayo, ndivo vanozodzoka ava madhimoni.
10 madhimoni akadaro ndiwo vanozodzoka voreurura ava madhimoni chete, anonga atofa.
11 Ndozvinotadzisa vazhinji kuyenda mumusha, kana wanga usinganamati uripa chokwadi , mwoyo wachigaba gaba.
12 Unofunga kuti zichabatsira chinhu here, kana ukadzoka wava dhimoni.
13 Wafa, wafa pamberi paguva hakuna rupinduko kwete.
14 avo vanoedza Mwari ndivovo vanofa vachiwa madhimoni vese.
15 Ngatitendei zvino taura baba nguva dzose.