Mvura Ya Nowa Yinodakuparadza Pasi. Pipi Guru
1 Matenga vakati nyika yiri kudakuparadzwa nemvura.
2 Asi yiri kuwuya zvakanyanya kwazvo, handizivi kuti yinosiya matewo here.
3 Asi NOWA urikuti mutumwa hawuziwi here kuti ngarava yangu yakadzika munyika, zvino ndiri kutevera ngarava yangu.
4 Saka ndiri kuda kuratidza nyika kuti ndakadzika munyika.
5 Ndiri kuda kuunza mvura zhinji zhinji yino nyudza vanhu yichiparadza.
6 Rakapera Svondo yese NOWA achinetsa Matenga .
7 zvino Matenga vaishingaira nemvura iyoyo kuti yirege kuuya. Tarisa Genesi 7 na 8.
8 zvino akati ari mangwanani eSvondo Matenga raka ronga zve nekuda kuuya kwe mvura iyoyo.
9 Zvakanga zvichada kuitika Mazuva achiri pamberi kanauti mavhiki.
10 Pakati ravaSvondo yemasikati vana vapera kuratidzwa.
11 ndakawona denga rizerere nemvura yakanga yichityisa kwazvo.
12 zvino vanhu Vakatangisa kubvurisa denga vakawona rizere nemvura chete Vakatangisa kubvunda.
13 pipi guru, ipapo vanhu vakavamba kuyeuka zvirongwa zvakanga zvarongwa neMatenga.
14 zvino mvura iyoyo yakauya nesimba guru kwazvo.
15 Matenga vakaBatwa nemasimba anotyisa kwazvo ririmo mudivi richiyedza kudzivisa mvura iyoyo.
16 Asi pekarepo VaJehova vakati rega kudzivisa mvura vana vako vanopokana zvirongwa zinonga zvarongwa nemweya.
17 Mvura yakauya nemhepo yayi tyisa kwazvo, kudzadzisa zvakanga zvarongwa nemweya mangwanani acho.
18 Kuzoti yapedza kunaya Matenga vakauya rikati mawonaka vanangu kudzadzisa zvirongwa zvemangwanani.
19 Tanga taparadzwaka neka nguva kashomanani kakadai.
20 Saka munhu nemunhu ngaagare akagadzirira musi neguva hazvisiri zvako, zvine muridzi wazvo.
21 Upenyu sandi hwenyu, nguva saudi dzenyu zvine muridzi wazvo.
22 Saka vatumwa vedenga vakadzika munyika vaka sika gara pane vanhu kuti vashande basa varipo.
23 Saka uyu wakakomborerwa zvake wakagarwa nemutumwa Nowa, achishanda basa guru kwazvo, Wuye ndiye mudzikinuri wezvose zvanetsa.
24 Vanhu vaMwari takanga taBiswa vanhu vekare tichipihwa vatsva vemudenga.
25 Saka izvi zvinga shamisa kuti mutumwa wemudenga unga gara seyiko pamunhu aripasi pano.
26 Hamushamiswi here nemunhu anoyimba zuva ne zuva haanete kuyimba rwiyo rwacho harunetesi.
27 Rwiyimbo rwa Nowa rwuka zunguza nyikaye Bulawayo, rukazunguza, Harare, Sinoya, Sipolilo nenyiko yose.
28 Umambo hwe mudenga hogarwa nevaye vakanga vasina kufanira munyika.
29 Saka Nowa unebasa guru guru mukati meguta, kushandira vaJehova zvazviri, chikomborero vanhu vashe. Amen.