Guta Ra Jehova
Lesson 155

Guta Re Va Chenjeri

1 Aya maguta emudenga akanga asina ani naani ayivaziya.

2 Bva baba vauya takuaziya isu takanga tisina kufanira kuziya izvi.

3 Guta iroro revachenjeri rine vatumwa vasinga wonekwe makumbo avo kana uso.

4 zvipfeko zvavo zvinongo siya maziso oga nendebvu refu.

5 zvino zvipfeko zvawo zvinonge munhu akapfeka zvipfeko zvechando.

6 Hamuna vakadzi ndivo vega bedzi varume.

7 Guta rinotyisa kwazvo vanhu vaMwari. Amen.