Guta Ra Jehova
Lesson 55

Kumuka Kwemuvaki WeBhiriji, Pipi Guru

1 Nerimwe zuva Matenga vanotsanangura kumuka kwemuvaki weBhiriji mumweya.

2 vakatanga kushuma nziyo mbiri, rwokutanga ndi 120 wawuya mucheki mukuru, kukazouya 127 Jerusarema musha wangu.

3 baba vanoti rwiyo urwu ini ndiri mucheki, rwakatadzikana munyika kaupenyu nevashakabvu.

4 Saka shoko rinoti zuva rinouya mukomana wokukanzura nyama nemweya wakachenjera anopfuura nemarema anopfuurawo.

5 Matenga vano ndicha tsvaga asi ndamuwona panzvimbo yaari pane gorodi nechipikirwa.

6 Ndabvunza zita rake murume ndiMikayiri mukadzi Rusiya.

7 Ivopavari vaanembasha dzinotyisa kwazvo nekuti vakashanda basa rinotyisa chaizvo.

8 Matenga vanoti munofanira kushandira zvinoponesa kwete zvivi.

9 Kwete kudarikira mirairo yeMatenga, asi Mikayiri wakashandira nemwoyo unoda akanowona nzvimbo mumusha.

10 Matenga vanoti koimi moshandira kunoraswa here.

11 Ziyayi imi nekuti makawona nzira yekuraswa nenzira yeupenyu hutsva uhu.