Lesson
75
Guta RaBaba
1 Guta rababa muGuta rinoenda vanhu vakazvipira kuti baba vakauyazve zviro kwazvo.
2 ndivo vaya vanozvipira pamberi pababa nekureurura zvakayipa zvavo zvose.
3 ndivo vaya vanozopinda mumusha weJerusarema umo munodyiwa uchi nemukaka, munowa nerufaro chete, musisina nhamo nekuchema.
4 baba vane nzvimbo dzavanoisa vanhu weyunifomu. varwi, vemateneti, masoja ane mabaneri nzvimbo idzodzi dzine vatumwa vadzo vanopenya kwazvo.
5 Mapipi ayiitwa anoshamisa hama dzangu, fungai nguva ichiripo hama dzangu.
6 Ngatireururei tose tipindewo muJerusarema.