Kuponeswa Kwe Zvirema
1 Kwakati basa rababa rakura nekukura, vanhu vakauya vazhinji kwazvo.
2 vakauya nezvirema zvakauyawo kuzoponeswa.
3 Pakati nerimwe zuva vanhu ava mudivi vacishanda basa ravo.
4 Matenga vakauya vayinemasimba makuru kwazvo.
5 Varikurapa zvirema muraini iroro mVakasimuka zvirema zitatu ipapo zvikafamba.
6 Makumbo avo akaswatanuka, mawoko avo akaswatanukawo, vakatangisa kufamba zuvaro.
7 izvi zakadzadza Basa raMatenga.
8 Tarisa mabasa evapositori 3, 1-9 ndimo mune mashoko anowirirana neBasa raMatenga.
9 Zvirema zvizhinji zakapona kwazvo paGuta iri raJehova.
10 Tarisa padivi reBethasaida, vazhinji vairwara kwazvo, vasvika paMatenga vakaponeswa.
11 Saka vazhinji vakaponeswa padivi reMatenga, nazvino ariko anototaura nevemudenga.
12 Tarisa Johane 5, 1-9 ndimo mune mashoko eMatenga imomo.
13 Kududzira Basa raMatenga.
15 Paivawo nemumwe mudzimai aiva nehosha yemuura akagara makore manomwe ayinehosha iyoyo.
16 Vkati asvika paMatenga, akava nekudaira kuti zvochokwadi uyu ndibaba.
17 Akati ari muraini rekurapwa, akabuda nyoka muura mwake.
18 Iyi nyoka yakanga yatizwa vakuru vemuHarare kwaHurumende.
19 Kukawonekwa kuti Basa raMatenga riri kufambira mberi.
20 Kukawonekwa kuti zvinhu shamisa kwazvo, zvinoitwa neMatenga Sakahamane shamwari ngatifunge nyikuti teset kuti vakauya kununura iwe neni pasi pano kutitiwone kupona tese iwe neni.
21 vanhu vatema tanga tawona mununuri vakanga vauya kuzotiponesa tese.