Guta Ra Jehova
Lesson 101

Matenga Vanomutsa Vakafa Mubulawayo

1 Mukati mehosha zhinji dzaiwuya nevanhu, makauyawo vamwe vanhu vakanga, vakunuhwa rufu chaizvo.

2 Matenga vaiva namatira kuti wavone upenyu zvakare.

3 Vayiti ukavatarisa, bvaisukufunga kwenyama tayiti nhasi anoswera afa, kana kuti mangwana anofuma asisiko atofa.

4 Asi Matenga vakanga vachida kuratidza ukuru hwawo munyika, kuti vanhu vawone kuti iri basa ndere chokwadi .

5 Vaiti Matenga varikutaurirana naBaba vari mudenga vanhu vaishe, vayichairana foni dzemweya kwete dzenyama.

6 Saka ini ndinoti chandakawona hapana mukuru akachiwona.

7 zvino Matenga vakanga vawona huwandu hwevanhu vakanga vodakufa, kuratidza pipi .

8 Matenga vakati baba makandituma muzvokwadi.

9 Rwendo dzose dzandakafamba handina kumboita rufu, kozaita seyiko baba, ratidzai chokwadi chenyu bedzi.

10 Matenga vakati chesechandino kumbira vanondinzwa, neni ndino vanzwawo zvose zvawanondiwudza.

11 Pakauyawo mumwe mukadzi akanga apera mweya.

12 Matenga vakutaura naBaba vakati ndinoiteyi, dzikisayi mweya wenyu.

13 Pekarepo mukadzi uya akatutsirwa mweya akabva apona.

14 Aakasimuka akafamba akareura zvese zvakanga achisoitakare.

15 vanhu vashe mbiri yababa yakashamisa zvikuru kwazvo muBulawayo.