Guta Ra Jehova
Lesson 30

Ngundu DzekuGuta Ravo

1 PaGuta rekutanga munyika yaMambo Seke.

2 vanhu vazhinji vakayenda kunopihwa ngundu mugomo.

3 Kwaiti vatumwa vengundu vagaririra.

4 Matenga vaisarudza vanhu kuti vayende kugomo, kunosangana nezvityiswa.

5 vaiyenda kugomo ranga ririko.

6 vaiswera variko wachipangidzwa zvityiswa, vamwe vavo vaibvako vazere nemasimba chaizvo.

7 Raremangwana vabvako vaiswera vakapfigirwa mumba vachipangidzwa zvityiswa.

8 Kuzoti ava masikati paSvondo yachoyo, kana mangwana vanotaura zvavakanoratidzwa ikoko zvose.

9 Vaipihwa nechipikirwa. Nevatora ngundu huru vaitaurwa, Iri idanho rinotyisa chaizvo.

10 zvakatyisa nanemwoyo vangu.

11 Pakati pevazhinji ava vakapihwa ngundu .

12 Kune vamwe wasisinaba, rasara rawazita chete.

13 vamwe vavo vakadzoka munyika.

14 Nekuti vakadisa rima kupinda chaedza.

15 vakawona maruwa enyika akanakisa, vakakanganwa nezvavakanga vaitirwa nababa.

16 ndivo vaya vanonamata vasingatyi mirairo yaMwari.

17 Wachiita zvisingadiwi neMatenga kana Bhaibheri , kana ukagara makore mangani zvako, uchinanamata usingatyi Mwari zvako, muMatenga hamupindiwe nevakadora.

18 Ndizvozvi saka madhimoni awande kuvanhu, nepamusana pezviyito zvedu munyika, hayisiri mhosva yeBhaibheri kwete kana baba.