Matenga Vanoyenda Zimbabwe
1 Tiri mukati merwendo rweZaka, Matenga vakati nhasi vanangu ndatutsirwa kuti ndiye neZimbabwe nhasi.
2 Rakangariri zuva reMuvhuro, takasimuka tichiyenda mbira dza VaJehova dziri kuyimbwa.
3 pipi rekutanga ngerekuti takanga tisisi peturo asi Matenga vakaisa vega dzimara tisvike muVitori.
4 Tasvika muvitori tanwa peturu tikayenda paZimbabwe.
5 Takasvika pahofisi yacho tikavaudza tauya neMatenga vanoda kuwona Zimbabwe, zvikanzi ngavawone zvavo nepavanodira.
6 vanhu vashe chatakawona hapana mukuru akambo chiwona.
7 Akati Matenga achatanga kusvika, rakaBatwa nemasimba. tosewo nesu.
8 Rechipinda apa neapa richitarisa upanhi wakaitwa naBaba varimudenga.
9 Takabva tikaenda kugomo ikoko kwaka akiwa naBaba.
10 Matenga vatarisa, akati vanangu Zimbabwe rakavakiwa musiwakasikwa nyika.
11 Wuye raiva zororo raJesu apo ayifamba munyika.
12 Takawuya mugwanza tapfuura nepaye papunzikira bhazi.
13 pipi rakaitwa ipapo, payimwaya Matenga mushonga wemvura takanzwabazi iroro re chitinhira.
14 Tabva ipapo ngara va yaifamba seyiri kubhururuka, tikasika muGuta zuva iroro.
15 Takawona chita cheguta chakagarira, kugarira chawonoziya. Amen.