Guta Ra Jehova
Lesson 139

Zuva Guru Rekutanga Mugore Itsva MuGuta Ra Va Jehova

1 Akati mangwanani mugore itsva pazuva rokutangisa.

2 Takafuma muka tichiyimba Jerusarema musha wangu.

3 Takatendera Guta rose ne zvigurangu zvedu tichipembera.

4 Vanhu vese vakanga vachifarira gore itsva, tikakwira mugomo.

5 mugomo imomo umwe neumwe akanga achiyimba akaisa mwoyo wake kwakadzama.

6 Vanhu ava vakanga vachizviratidza kuna va Jehova , vachiti hwonayi makandiponesa pagore rapfuura iri.

7 Mukandinunura mumatambudziko ese, andakanga ndinawo mugore rapera.

8 Asi honayi ndavapano kumuvirikidzai Matenga .

9 Matenga vakabuda vakapfeka zvichena, richienda mudivi .

10 Vanodaro Matenga zuva iri Izuva rakaropa fadzwa chaizvo mugore rose.

11 zuva rakanga richityisa ani naani mumwoyo make.

12 Munhu wese vakanga achiti Matenga ane tsitsi nekuti ndariwona gore itsva nhasi. Amen.