Lesson
164
Kuwonekwa Kwemuchinjikwa MuGuta NeMatenga
1 Nguva idzodzi Dzakanga dziri nguva dzainga dzichikosha chaizvo.
2 Pakati nerimwe zuva Matenga vakati vanangu ndawona muchinjikwa wuchiunzwa muno muGuta asi urimuno vanangu.
3 zvino shoko remuchinjikwa iri rakanetsa munhu umwe neumwe mumwoyo make.
4 Saka baba vaiti kusaziva munhu wekufa vanangu.
5 Shoko rabuda rikati asi vanangu ndashingaira chaizvo, asi Vauya mudivi .
6 Asi nerimwe zuva baba vakati ndabva mugomo ndawona vachibiswa.
7 Asi vachiendeswa nekugeti vachiteera nzira yokutaa.
8 zvino vanhu vakapururudza vakafarira kuti vabiswa muGuta, asihavana kuziva kuti zvino revenyiko.
9 Asi nguva yakanga yiri kuswedera padiki nepadiki.
10 Matenga ngakomborere mashoko avo nekusinga peri. Amen.