Guta Ra Jehova
Lesson 70

Madhimoni Akasungwa Zuvaro

16 Kuzoti rava Svondo remasikati zuva rodakuwira.

17 Matenga vanoti nhasi vanhu vanoda kusungawa madhimoni mweya yetsvina.

18 vanhu vakayenda kunosungwa mweya yakayipa kumba yekusungirwa mweya yakayipa.

19 Vakawanda zvakanyanyisa zvouno zoti zve munhu hazoperize.

20 Asizvinoshani akuti, kanguva kashomanani katopera kusungwa madhimoni ivavo.

21 vamwe vayibudirwa ndivo vamwe vayitiza.

22 Vanzwa kupisa kweruwoko rwaMatenga. ndakawona vanhu vazhinji zhinji wachibiswa mweya iyoyo.

23 Ndiyo mweya yakaurira Matenga pasi pano kuzotinunurayi isu vana veAfrica, kuti tiponeswe tose muzvivi zvedu.

24 Yapera kubiswa vanhu vakabva vaendeswa kuJorodhani zuvaro, kunogezwa zvivi zvavo zvose.

25 Izvo zvakanga zvichiwakonza kuti vayite mabasa ose akayipa munyika.