Guta Ra Jehova
Lesson 19

Mukadzi Wakamutswa Afa MuHarare

1 Kwakati nerimwe zuva Matenga vari mudhoropa reHarare.

2 Kwakange kuinemumwe mudzimai airwara nechirwere cheropa.

3 Uyu mukadzi akanga ambouya paGuta raJehova kare.

4 Ropa iri raibva muura, kuzoti royenda mwekugezera, ropa rakaramba richibuda rikaita semvura.

5 Rakatangisa nenguva dze chitatu zuvaro doka. Vakabuda acikambaira kunze kweimba yekugezera miri.

6 vamwe vakamutakura vakamuisa mumba akabva afa.

7 Kuzoti murume wake, vauya kubva kubasa, akawona mudzimai afa.

8 Akafunga murume akati ndinofanira kunowona Matenga ndivaudze zvese zvaitika zvose pamba pangu nekuti ari muno mudhorobha, akanovaudza zvose.

9 Matenga vanzwa shoko rekufa kwake, vakatambudzvika kwazvo.

10 Vakasimuka vakwayendako vachiyimba rwiyo 100 Ishe taunga, vasvika ipapo vakati baba ndiro basa rendakaurira zvaitaseyiko Matenga .

11 Vakabata paura pemukadzi iyeye, ropa rikamuka.

12 Matenga vakanamata pakabuda mweya wetsvina wengozi.

13 Pakabviswa chumi kuti ngozi yacho yitaure chainoda pamunhu iyeye.

14 Yakati ndinoda mombe kuti ndidzokere kune akandiuraya.

15 Yakati wakandipisira mumba kare kare.

16 Matenga vakasiya mushonga vavo wemvura.

17 Vakati munozouya naye kuGuta mangwana.

18 Akasara akapona, ndokubva ateera Matenga kuGuta raJehova.

19 Kuzoti azoenda kuMatenga vvakanamatira hosha yiya yikabva yaenda zvachose.

20 Nanhasi mudzimai iyeye, anodayira kuti akaponeswa murufu urworo.

21 Kusimbirira kunouraya mweya yose neswa murufu urworwo.

22 Nokuti mwari , ane nyasha , ndirobasa rababa yakayipa. Pakushanda kwavo, Tarisa Johane 11 vesi 1-4.