Guta Ra Jehova
Lesson 118

Kutyisa Kwerufu Rwe Mutumwa We Denga, Pipi Guru

1 Parufu rwemutumwa vedenga rwakatyisa ani naani akanga arimuguta panguva idzodzo.

2 Mutumwa Johane akanga auya kuzonyora zvivi zveumwe neumwe, muGuta nemudzirwendo idzo Dzakanga dzichifambi wa negwayana raMwari.

3 pipi guru afa akamukazve Mazuva matatu mumweya, kwete panyama asi mumweya.

4 Pakaitika musangano unotyisa kwazvo, we mabhache matsvu ne mikwakwa ye GRJ yikapfekwa.

5 zvino zuva iroro vanhu vakanga wechiparidza zvakanga zechityisa kwazvo.

6 baba vakati mangwana munofuma makapfeka zvichena.

7 Rikati zvamanga mabvira pamhiri zviye manga maakuyenda mose vanangu.

8 Manga makuda kuno sangana nevari kumakomo vanga vakatsvuka tsvuka ropa, Vauya kuzowona musangano uyu.

9 baba vakati ndavabvunza kuti ndiyani wawakwezera ikoko, zvikanzi ndiye Johane wacho.

10 Kuzoti zuva remangwanani acho takafuma muka tikatenderera Guta rose seMazuva ose.

11 Tava mudivi baba vakauya rakapfeka mbatya chena.

12 Rikati chiziyiso mese munochiziya necherufu rwe mutumwa wedenga pipi guru.

13 zvino Vasvika muGuta revadzidzi akanzi kowauya bhuku riri kupiko rakaburuka munyika.

14 Mazuva ivavo akatyisa kwazvo muGuta vanhu vaMwari.

15 Iri pipi rakatyisa kwazvo romutumwa Johane akanyora kudarikira kwedu kose.

16 Ini mwoyo wangu wakadzamirwa pane pipi iroro vanhu vaMwari. Amen.