Guta Ra Jehova
Lesson 108

Njiva Yakashamisa MuGuta

1 Paguta apa pakauya njiva yakanga yisinga zikanwi kwayakanga yabva.

2 Pakati nerimwe zuva mangwani eSvondo Matenga vanoti paita musangano mangwana.

3 zvino vanhu wafuma muka vakatora zvigurangu zvemashizha vachikandira mudivi makanga muine mubvuri.

4 Matenga vakauya rakapfeka mbatya dzemweya mutsveni chena dzakanga dzakachena sechando.

5 Tava mudivi mutumwa anoti paita zvizviyiso chikuru nhasi.

6 vatumwa wachinji vari muno nhasi vakawandisisa kwazvo.

7 Pekarepo baba vakati Mozisi enda unotora njiva iya akauya nayo, tikazviwonera.

8 baba vakati apo yakauya yakafukidza imba yangu nemapapiro ayo.

9 Chayishamisa njiva iyo ngeichi apo gwayana raifamba rwendo.

10 Kana kuuya muGuta yayiperekedzawo nekuzochingurana navo. njiva iyoyi yayitarirwa nevakomana vaviri ava Mozisi na Aroni. Zvikomborero kana tatevera mirairo yegwayana. Amen.