Chiziyiso Che Hwai MuGuta. Pipi
1 Mazuva akakosha kwazvo muGuta, Mazuva ayiti kana ukarangairira mwoyo unorwadza kwazvo.
2 Kana warangarira nevvakanga zvichiitwa nehwai iyoyo.
3 Nerwendo dzayakanga yafamba, nekutenderera kwayakanga yechiita mudivi .
4 Nekupinda kwayanga yichiita Svondo nevanhu, nekukwira mugomo kwayakanga yichiita, nekurapwazve pamwe nayo.
5 zvirokwazvo zvirokwazvoyo yevazhinji yakatambudzika zvikuru kwazvo.
6 baba vakati kubvira musi wayapfundzwa munyika ndainga ndiri kutyiswa chete nehwai iyi.
7 zvino baba vakati ndakanga ndisinga zivi kuti kuuya kwayakaita yakanga yatumwa.
8 Kuti inyore zvivi zvevanhu vese paraini imwe ne imwe.
9 Yakanga yichinyora kana nekurwendo kwayayifamba yakanga yiine bhuku rayo guru kwazvo.
10 Pekarepo baba vakati zita rayo ranzi ndi Johane.
11 Une ndebvu refu huru kwazvo Vauya ava munhu mukuru kwazvo akati ndini hwai.
12 Ndauya Matenga , kobhuku rangu randakasiya ranyorwa munyika riri kupiko?
13 Matenga vakati vaisa bade muhuro ndiyani, haMuzvivi here kuti yaiva negundu huru kwazvo.
14 Matenga vakati dai yakauya yiri mutumwa tose tayitiza hapana wayimirapo.
15 Pekarepo gwayana rikati mutungamiriri wemasoja wapfuura.
16 zuva iroro Matenga vakaburitsa vatumwa kuti wachingurane na Johane.
17 Rikati ayisi yechando chewatumwa yadzikiswa zvakanyanya kwazvo.
18 zviro kwazvo ayisi iyi takayizwa yakanga ya dzikiswa.
19 zuva rakatyisa mukati meGuta vanhu vaMwari. Amen.