Guta Ra Jehova
Lesson 61

Matenga Vanotsanagura

1 Matenga vanoti nhasi hakurapiwe nekuti kunze kwatsvuka ropa, kukaratidza nemakore akanga akatsvuka mukati memhute.

2 Varikutaura nemayererano ekuburitswa kwaJesu vachiendeswa kuIjipita sezvo takaverenga muBhaibheri tose nenyaya iyoyo.

3 Matenga vanoti vanhu vese vari pano vanoziwa pipi riri pano.

4 Nemwana akaberekwa pano anonzi Aron uyo pasina naani anoziyarudzi rwake.

5 Zvanzi na vaJehova motokari dzarega kumacha dzandakamupa.

6 Matenga vanoti ko asina kuwona mwana uyu Aron aripano.

7 Akaratidzwa vanhu vese, takamuwona tose.

8 Asi kune vamwe vana vari kutaura vari vadiki kwazvo pipi ravaJehova rinoshamisa.

9 Motikari dzatorwa dzakaita mudururu ne midhudhudu.

10 Guta rakatinhira kwazvo, zvikashamisa munhu nemunhu akanga aripo.

11 Dzayitenderera divi dzichienda kugedhi dzichidzoka kuratidza upfumi hweMatenga.