Guta Ra Jehova
Lesson 35

Chishamiso Paguta

1 Matenga vairamba vachibudisa pipi nepipi zuva nezuva kuti vanhu vavo vadaire kuti uyu ndibaba kuvanhu.

2 Kabva nemwoyo yedu mikukutu yakaberekerwa muzita dzotikakuramuna yizvo, hatisakazvipiraba munashe.

3 Saka towoneswa mapipi a sakambo wona ani naani munyika.

4 Pakati nerimwe zuva, vana vari kuratidzwa mudivi , mumwe mudzimai akasimudza mwana sezvinota Matenga , asi ani naani haana kufadzwa nazvoba.

5 Mwana iyeye akarambira arimumawoko ake.

6 Kuzoti nerimwe zuva Matenga vakaratidza pipi remwana iyeye.

7 Vakataura pane mudzimai iyeye, izwi rikabuda remwana iyeye achitaura achiri mupenyu.

8 Zvinoshamisa kwazvo kuti mucheche anotaura pamukuru ari mwana, ichi chishamiso vanhu vaMwari, ngatiiseyi pfungwa pakadzama.

9 Asi munhu wese anga aripo akawona iri pipi , zvakatishamisa kwazvo.

10 izvi Zvakaratidza masimba aMwari kuvanhu vavo.

11 izvi zvakaitika paGuta raJehova itsva mwaZimunya.