Lesson
128
Huwandu Hwekuponeswa Kwevanhu Mu Highfields Harare
1 vanhu veHarare vakanga vagadzira kudya kwakakwana kwazvo.
2 Wuye kwakashandwa basa guru rakatyisa kwazvo.
3 PamaSvondo mayiri aya vakabatwa pamusoro vakakwana mazana matanhatu nemakumi mana (640).
4 Vakapfeka mabanheri 110, varungu makumi mayiri neumwe (21).
5 Hakuna Svondo yandakambowona yingapinduka vanhu zvakadaro.
6 vakapfekedzwa mweya mutsvene vakakwana 154.
7 vanhu vakauya kuzowona vakakwana 16,000 huwandu hwavo.
8 Pakauraiwa mombe 4 masaga eupfu 25 hwaipihwa vanhu pasina mutengo.
9 Chita ichi chakanga chavaku shandira Matenga acho zvazviri.
10 Tsitsi dzeMatenga dzinoshamisa kwazvo vanhu vaMwari. Amen.