Kwenda Kwevanhu Kungundu MuGuta Ra Va Jehova
1 Kunoti Matenga vataurirana naBaba vari mudenga kuti vanhu vanofanira kunotora zviremba zvemudenga.
2 zvino Matenga vanoti paita musangano wengundu nhasi, asi nedzimwe nguva rinonga rarumbidzira.
3 zvino vanhu vachasarudzwa kuti vayende kugomo kunotora ngundu .
4 Kufanana netsamba riye rakanyorwa muna Johane 3 vesi 16 ne muna Mateu 17. 1–13.
15 Mwari wakadayika nokudaro, kuti wakapa mwanakomana wake wakaberekwa ega.
16 Kuti ani naani anotenda kwaari ashaazofi anozova neupenyu husingaperi.
17 nekuti Mwari haana kuzotuma mwana komana vake kuzotonga nyika.
18 Asi kuti nyika iponeswe naye bedzi.
19 Rinodaro shoko anotenda kwaari haatongwe, asi asingatende kwaari atotongwa.
20 Richidaro shoko kutongwa nekuku kutichaendza chakasvika panyika.
21 Asi munhu wakadarima kukunda chaedza nekuti mabasa avo akanga akaipa.
22 nekuti mumwe nemumwe anoita zvakaipo anovenga chaedza.
23 Kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena.
24 Asi anoita chokwadi mabasa ake anowonekwa kuti ngamwari.
25 Tiri mukati mehwanyanza umu wawhu vanoratidzwa zvizhinji kwazvo.
26 Kufana nemusi uye wakabginya Ishe Jesu ari pamusoro pegomo.
27 Atora Petro na Johane na Jekobo vakayenda mugomo refu vari vega.
28 zvino vakashanduka pamberi pavo chiso chake chikapenya Sezuva nenguwo dzake dzika chena sechando.
29 Rinodaro shoko, pekarepo Mozisi na Eliya vakawonekwa navo wachitaurira naye.
30 zvino Pitro akati kuna Ishe Jesu zvakafanira kuwaka zvitumba zvitatu, Chimwe chako chimwe chaMozisi na Eliya.
31 Ndizvo zvinofanana nengundu yeMatenga vanhu vaMwari.
32 Pekare gore rakabginya rikavafukidza vachataura.
33 Rino daro shoko vanhu vaMwari uyu mwanakomana vangu unodikanwa wandinoda muzwenyi.
34 Kana warangarira mazwi aya uriko kungundu unoti chokwadi uyu akawuya muyidi.
35 Dai tsitsi dzavo dzaita kuti tirege kuzoraswa pamapedzesero eyizvi.
36 Saka chikomborero muAfrica kugadzwa zviremba zvomudenga tichiri pasipano. Amen.