Guta Ra Jehova
Lesson 76

Guta Ra Jeneti

1 Jeneti ndiye anotungamirira akapfeka zvitsvuku mabhache nevakapfeka makaki vanonzi varwi.

2 muGuta imomo hamuna masikati hamuna usiku kwete.

3 Munondova nerufaro chete, hamuna kuchema kana rufu, kana nekurwara zvako hamuna.

4 Vanogara vakabata mabhaibheri, nekupembera, nekuyimba rwuyo rwavo rwokuti Tenzi taungana muno mumba yenyu, huru kuru dzako baba ngatidzidzwe.

5 Kana waenda muGuta raJeneti unoyimbirwa Tenzi taungana rababa Jerusarema musha wangu.

6 Mwamambo Jesu watakura kuipa Jesu kusiri kuipa kwako.

7 Unoimbirwa izvi kana wafa uri muGuta raJehova.