Guta Ra Jehova
Lesson 42

Matenga Vanotenda Pahurumende

1 Matenga vanoti vamire pakati pevanhu vavo, vanoti nezuro takafamba zvakanaka hedu, vakati ndasvika pahofisi, ndakagara chinhambo chidiki diki, ndikapinzwa muhofisi.

2 Ndachingamidzwa neNgosi imomo.

3 Ndabunzwa neupenyu, urikugara zvakanaka here.

4 vanhu vako warikufarirana nedzvimbo iyoyo here.

5 Iyo Hurumende inoti isu tiri kufara nebasa rako.

6 Vanoti chipo chedu ndeche mapuranga atichazo sima imomo.

7 Matenga vanoti izvozvatyisana nemwoyo wangu.

8 Anotizve tosvika munyika yekenani.

9 Ngosi yinoti Matenga panhasi izvozvi zvakanyorwa mubhuku guru pamusoro zita reHurumende.

10 Hurumende yinoti vanhu vako vari kukuchengeta zvakanaka here.

11 nekuti chikomborero chamakapihwa imi muAfrica.

12 Matenga vamire pakati pevanhu vavo vawowakwona chokwa cheMatenga, anoti.

13 Makagadzirirwa nzvimbo panyika, yekugadzirira mweya yenyu muchiri mupenyu.

14 vakafa kare kare vamwe varimugehena, varikuchema siku nesikati, vari kunetsekana nesenduru, nekupsa vanzwa chaizvo.

15 Vanoti vagoni henyu makasangana neMatenga muchiri vapenyu zvenyu.

16 Matenga vanoti mwoyo wangu unofara nekuti vanhu veAfrica makuziyawo Mwari .

17 Mwakusandirawo Mwari muchikwira mugomo nerufaro nemashizha muchikurumbidza Mwari siku nesikati.

18 Izvo mwakanga musinga ziviiba, nekuti mwakanga mwaka fukudzwa nerima.

19 Matenga vanoti ndinotenda vaJehova nebasa iri.

20 Kuna Mangwende vakandidzinga.

21 Ndanga ndichiti mweyayi ndinonoyiisa papi.

22 Asimwari anetsitsi nesu chaizvo, akatipaiyi nzvimbo, nedzimba dziri pano dzvakawanda dzinokwana 1,145 dzese pamwechete.