Guta Ra Jehova
Lesson 77

MuGuta Ra Satani

1 muGuta raSatani ndimo mune dzimba dzakatsvuka semoto.

2 vanhu varimo vane mapapiro matsvuku. ndivo vatumwa vaSatani.

3 Vanogara vachiyimba rwiyo rwavo rwokuti tasunungurwa neve kubva mudirongo rangu.

4 vanenge vachifarira kubiswa kwavakaitwa mugehena, vachipembera nekuti vakanunurwawo.

5 Saka nanhasi baba havachasungi madhimoni kwete.

6 Kuwone unepfungwa dzekufunga wafungisisa pane izvi chete.

7 Zvawa kwauri hama kutiza chaedza wuchida rima.

8 Hama wada here kupihwa mapapiro matsvuku?