Guta Ra Jehova
Lesson 127

Kusimuka Kwe Baba Muhighfields

1 kwapera maVhiki mayiri baba vakasimuka kubva Highfields, vachidzoka muJerusarema mumusha wemweya mutsvene .

2 vanhu vakakwira chitima umo makange muchiBuda mashura nezviratidzo pakudzoka kwavo.

3 Asi baba vakauya nengarava yavo yakanga yichidhiraivhwa na Masiyiwa.

4 Vasvika muGuta vanhu vakanga vakagaririra chaizvo.

5 Ngarava yeMatenga yakaridza huta vanhu vakauya vachipembera, asi vamwe vakanga vakabatwa nemasimba.

6 zvino rasvika rakatarira Ngarava yavo yakanga yavakiswa.

7 Pekarepo vakataurirana naBaba, vakanogara mune imwe imba.

8 Remangwana acho rakaenda Zaka uko kwakanga kvabuda madambudziko.

9 Saka Matenga harina zororo munyika.

10 Rasvika imomo nyika iyoyo yakazunguzika, asi makapisa chaizvo.

11 Rikati kuna baba mvura ngayinaye.

12 zvino baba vari mudenga vakati, zvendinoti kana ndakututsira munyika mvura hayinai wani vanodaro Matenga .

13 zvino zuva rakapisa semwoto urikunaya.

14 Kuzoti zuva reMugovera mvura zhinji yakanaya.

15 Matenga vakabva razodzoka muGuta zuva iroro.