Kushandira Mwari Zvazviri
1 Kuzoti Matenga vatarisa mukati mwevanhu vavo, vanoti itayi muvuserere.
2 Musateere ini ndine basa rangu guru randinoita.
3 Pane mapipi andakaita pano paGuta munovaziva muchiawona paane manganiko?
4 Pane achavazviva here, asi hapana akapindura ipapo.
5 Asi baba ndiye vakazofudzira amwe mapipi mashomanani, asi mapipi mazhinji akasakazodudzirwa, asi mapipi aya apfuura mazani mashanu akaitwa nababa munyika kuamba basa kwavakaita, kubvira kuGuta ravo dzimara nazvino.
6 baba vanotikana ndaratidza pipi ndinonga ndichida kuti mupone asi imi moramba.
7 Asi ndinenge ndichida kuti mupone zvenyu.
8 Asi apo pipi rababa rakauya ndakatyiswa chayizvo.
9 vakauya nemhuri yavo nevatumwa vavo vakambo yimba mugomo waya.
10 baba vanoti dai pasina Guta mayipona seyiko imi mune zvirwere zvakatsaukana.
11 Saka ngatikudzeyi Matenga zvazviri tose.