Muporofita Haarumbidzwi Munyika Ye Kwake
1 zvino yakanga yiri nguva yemagwanani, vatumwa vakanga vabva kuburitswa vachitenda nebasa rakanga rashandwa.
2 Matenga vakati vatumwa Vauya mapato nemapato.
3 Vamire Matenga vakati vanaungu mharidzo yenyu yanzwikwa naBaba.
4 Rikati makwaya ngavauye vachiimba nedzimbo dzakatsaukana.
5 Gunde yakatanga kuyimba, Vanhu vayiti kana vapedza kuyimba vamwe vayitaura kuponeswa kwavakaitwa pamberi pegwayana.
6 Pakasimukawo mumwe akataurawo mashoko ake asihaana kufadza vanhu.
7 baba vakati pururudzai idhimoni.
8 Ipapo baba vakagumbuka vanhu Mwari .
9 Rikataura macrerano nekuda kuripisa Matenga .
10 Rakadaro shoko reMatenga chisikwa kuda kuripisa musiki .
11 zvino rakatsanangudza nemuchato wemwanakomana waro ndicho chakanga chiri chikonzero.
12 Shoko rikati handisiri iye asi ndiri murumwe.
13 Pekarepo ndakawona hondo yevatumwa yikasimuka yikazara divi rose.
14 vatumwa ivavo vayitsvaka tsvaka divi rose.
15 Pekarepo mutumwa Gomo Vakasimuka vakamubata nemawoko mayiri vakamukandira kunze kwedivi.
16 Dai akanga asiri mutumwa Gomo hamhenowo zvaitika zuva romuvatumwa ava.
17 ndakawona Nowa, Mosesi, Aroni, Jeneti nevamwe vatumwa vachitsvaga tsvaga divi rose.
18 Ndikati Aliluya, Aliluya Matenga ngavarumbidzwe, rakauya nehondo yevatumwa vedenga.
19 Zvakava nekutyisa ani naani akanga aripo zuva iroro.
20 Rikati ndatakudzwa muchinjikwa vanangu.
21 Ngatirityeyi vanhu vashe wuye ngatiri kurumbidzeyi siku nesikati.
22 Wuye vakauya musiki wechokwadi vanhu vashe.
23 Hazvina mhosva kana vachiriziwa panyama kana usateerera mitemo yababa unono raswa bedzi.
24 Vanodaro baba inga wani kudenga hakuna kuti uyu ndi nhingi wangu, kana asakachengeta mirairo hauna nzvimbo mudenga, Tarisa Johane 15. 1–27.