Jeri Ra Satani, Pipi Guru
1 Mangwanani gwayana rimire pakati pedivi mukati mevanhu waro.
2 vakanga vakaungana muGuta zuru nezuru.
3 Rikati panzvimbo yekuti gutara Satani ranzi iJeri ra Satani .
4 Wuye majaya nemhamdara vasina yunu fomu vari kujeri ra Satani .
5 Ndinotozovabisa kana vapfekedzwa yunifomu yemweya.
6 Asi icho Satani chirikuduru mavo chirimo, chichiti makandipa nyika huru kwazvo asi hamuna vanhu.
7 Ndino toendamo ndiyinemasimba anotyisa kwazvo kuti chitotya nekudedera vanodaro Matenga .
8 Zezvanzi ijeri kozvenda kawadzimura zve mapapiro avo matsvuku neoweri nhema yakasviba.
9 Chakava chiziviso chikuru kwazvo mukati mevanhu waro.
10 Jeri remudenga vese vanoita mabasa ose akipa pasi pano anoendeswa imomo.
11 Mune kutambudzika kusingazoperi narini.
12 Dai tanyatadza zvakadiyi ngati chemererei kugwayana rinotiregerera. Amen.