Guta Ra Jehova
Lesson 141

Guta Ra Mambo Jesu

1 muGuta ra mambo Jesu iguta remasoja Vakapfeka mabhande matsvuku mikwakwa yakanyorwa G.R.J.

2 muGuta imomu ndimo munobva mabhande matsvuku mikwakwa, eropa rakristu rakawerera pamuchinjikwa.

3 Rine mutungamiriri waro Charisi, wuye iguta rinotyisa kwazvo.

4 Kana wafa ukaendeswa muGuta ramambo Jesu unoimbirwa, Watakura kuyipa Jesu kusiri kuipa kwako.

5 Ndiro Guta rizere masoja wanakushongera kurwa vakadzika munyika iye zvino.

6 Ndimo muGuta muzere nezviremba zveupenyu husingagumi.

7 Kana wazvipira pamberi pa baba, ivo baba ndivo vachazokupinza muGuta iroro, Guta remasoja.

9 zvose izvi unoitirwa kana wafa uri muGuta ra va ehova. Amen.