Guta Ra Jehova
Lesson 147

Kuvigwa Kwa Jesu MuGuta Pa Easter

1 pazuva reChishanu ichocho vanhu vakazoswera vopfekedzwa ropa ramambo Jesu.

2 Mikwakwa mabhande matsvuku e G.R.J. eropa neyunifomu ya Mhiriyemu na Jeneti .

3 Mangwanani eMugovera takafuma muka Matenga vakauya mudivi .

4 Rikati vatumwa vedenga vati dai panga pasina varume vayiri ava Josefu naNokodimasi zzaita seyiko?

5 baba vakuti ndinotenda vatumwa vedenga varara varinde mumba yangu.

6 zvino baba vakati ndaratidzwa kuroverwa kwake, achipfirwa mate.

7 Unoti kudiyiko nhasi waiswa muguva nevarume vayiri avo.

8 zvino vasarudza varume vakasimba vekuti varinde guwa rake.

9 Honai vagarira paguva rake iye zvino.

10 Saka zvidariko zvenyu zvose zakanyorwa.

11 Unoti kudiniko mumwoyo wako nepfungwa dzako waziyisa papiko nhasi uno. Tarisa Luka 23. 50–56.