Lesson
115
Kusimudzwa Kwe Hwai MuGuta Pipi
1 Rakanga riri zuva reChishanu muGuta zuva rakatyisa.
2 Akati mangwanani ivavo pakasvika dzimwe hwai nhatu.
3 Yimweni diki yacho yakasvika gumha iyoyo ndokubva yafa.
4 vanhu vawona vamwe vakauya vakabatwa nemasimba anotyisa kwazvo.
5 Nekuti hwai iyi yakanga yonge munhu apo yakanga yichiri muGuta.
6 zvino baba vakauya vakabatwa nemasimba anotyisa kwazvo.
7 Yakanga yafira yiri muraini rokurapwa yakatarisa kumabva zuva.
8 Pekarepo yakatorwa yikanoiswa mumba memufudzi wayo NOWA muyimbi.
9 Kuzoti zuva rodoka kwakasarudzwa vanhu vaye vakagarwa nevatumwa vakuru vakuru.
10 avo vakadzika munyika vachitevera gwayana .
11 Pakatorwa zvigurangu gumi nechimwe, ikanoiswa mugomo redangare.