Guta Ra Jehova
Lesson 178

Zuva Rokumuka Kwababa MuGuta

1 Tinoti tabva mumaropa kwe mazuva mana.

2 rechishanu vanhu vanofumuka vakachena chena, vachitenderera neGuta rose vachiuya mudivi .

3 zvino vanenge vaine zvingurangu zvavo, vachimba Jerusarema musha wangu musha wakana.

4 Vanonge vorangarira kumuka kwe musiki wavo.

5 zvino shoko reumwe neumwe rinenge rechiti baba dai mamukawo nemoyo wangu.

6 hama dzangu ngatimunamatenyi uyu musiki watakwaona tose.

7 baba ngaaropefadze mashoko avo nekusingaperi Amen.