Kuenda Kwevanhu Kungundu muGuta raVaJehova
1 Kunoti Matenga vataurirana naBaba vari muDenga kuti vanhu vanofanira kunotora zviremba zvemuDenga.
2 Zvino Matenga vanoti,"Paita musangano wengundu nhasi,"asi nedzimwe nguva rinenge rarumbidzira.
3 Zvino vanhu vachasarudzwa kuti vaende kugomo kunotora ngundu .
4 Kufanana netsamba riye rakanyorwa muna Johane 3 vesi 16 ne muna Mateo 17: 1–13.
15 "Mwari wakadaika nokudaro, kuti wakapa Mwanakomana wake wakaberekwa ega.wakadaika nokudaro, kuti wakapa Mwanakomana wake wakaberekwa ega."
16 "Kuti aninaani anotenda kwaari asazofa, anozova neupenyu husingaperi."
17 "Nekuti Mwari haana kuzotuma Mwanakomana wake kuzotonga nyika.haana kuzotuma Mwanakomana wake kuzotonga nyika."
18 "Asi kuti nyika iponeswe naye bedzi."
19 Rinodaro shoko,"Anotenda kwaari haatongwe, asi asingatendi kwaari atotongwa."
20 Richidaro shoko,"Kutongwa nekuku: kuti chiedza chakasvika panyika."
21 "Asi munhu wakada rima kukunda chiedza, nekuti mabasa avo akanga akaipa."
22 "Nekuti mumwe nemumwe anoita zvakaipa anovenga chiedza."
23 "Kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena."
24 "Asi anoita chokwadi mabasa ake anoonekwa kuti ndaMwari.mabasa ake anoonekwa kuti ndaMwari."
25 Tiri mukati mehwayanza umu vanhu vanoratidzwa zvizhinji kwazvo.
26 Kufanana nemusi uye wakabwinya Ishe Jesu ari pamusoro pegomo.
27 Atora Petro naJohane naJekobo, vakaenda mugomo refu vari vega.
28 Zvino vakashanduka pamberi pavo; chiso chake chikapenya sezuva, nenguwo dzake dzikachena sechando.
29 Rinodaro shoko, pakarepo Mozisi naEriya vakaonekwa navo vachitaurirana naye.
30 Zvino Petro akati kuna Ishe Jesu,"Zvakafanira kuvaka zvitumba zvitatu; chimwe chako, chimwe chaMozisi naEriya."
31 Ndizvo zvinofanana nengundu yaMatenga, vanhu vaMwari.
32 Pakare gore rakabwinya rikavafukidza vachitaura.
33 Rinodaro shoko, vanhu vaMwari,"Uyu mwanakomana vangu unodikanwa, wandinoda; munzwei."
34 Kana warangarira mazwi aya uriko kungundu, unoti chokwadi uyu akauya muChokwadi.
35 Dai tsitsi dzavo dzaita kuti tirege kuzoraswa pamagumo eizvi.
36 Saka chikomborero muAfrica kugadzwa zviremba zvemuDenga tichiri pasi pano. Amen.