Lesson
74
Pipi Guru, Pamaguta Riri Idi
1 Kwakati mapipi nezviratidzo zvawanda, zvirokwazvo ndakaona Matenga vachiti:
2 "Nhasi kune musangano mukuru kwazvo."
3 Pakanga pazere nevanhu muGuta imomo.
4 Ndakaona Matenga vachimira pakati pechita chavo vachiti,vachimira pakati pechita chavo vachiti, "Nhasi ndadzimura Gehena raSatani.raSatani."
5 Matenga vakati,"NaSatani apiwa nzvimbo yake yekudenga, ava neGuta rake rakakura kwazvo."
6 "Rakavakwa nedzimba tsvuku."
7 "Ndimo munogara vanhu vake vekuGehena."
8 "Vanhu vake vane mapapiro matsvuku, naiyewo Satani ane mapapiro matsvukuwo.ane mapapiro matsvukuwo."
9 Matenga vachitaura izvi vakanga vazere nemasimba anotyisa, neni ndakava nekutya nekudedera kwazvo.