Baba Vanobva Chinhoyi Richienda Harare
1 Baba vakasimuka kubva munyika yeChinhoyi umori rakanga ratutsirwa na Baba.
2 Kune vakanga vachipokana vakasara vakadaro.
3 Kufanana nemazuva aya Jesu nevazhinji vakanga vachiti,"Handisi Mwanakomana waMwari.""Vakasara vakadaro."
4 Nanhasi uno zvirikuitikawo saizvozvo.
5 Kuone kuti vaiti hakuna zviroko. Vakanga vasara vakadaro, vakavaka zvechokwadi ndivo varikuchirira mukati meGuta.
6 Nguva mbiri dzakasunganidzwa pamweya nepanyama rakadaro Gwayana riri kutaura vanhu vaShe.
7 Kuzoti tava muHarare, mvura yakanga ichinaya.
8 Tasvika kuHighfield, pipi retu, Matenga vakamisa mvura.
9 Rakanga rabva kuhofisi yaMudziti uko rakanga rati,"Ndauya kunosh shanda basa ravakandituma."
10 Ngosi ikati,"Enda uno shanda basa rako rinzikanwa rakanaka."
11 Takaona imba yaMatenga yavakiwa panzvimbo iyo yakanga iri mukati memapuranga marefu-refu.
12 Zvino mukoma akatanga kuimba dzindeZvino mukoma akatanga kuimba dzinde "Tenzi TaunganaTaungana"; ari Mudivi iroro.
13 Guta rose rakazunguzika, vanhu vakatanga kumhanyidzana, vachibva mudzimba dzavo.
14 Pipi guru rakanetsa vanhu ava, rakanga riri remvura yakanga yamiswa naMatenga, vakati,"Uyu ndiMwari."
15 Kauya mazana nemazana evanhu, vamwe vachireurura, vamwe vauya kuzoona; vachena nevatema.
16 Zvino guta rose ranzwa kuti Matenga vari kuHighfield, rakazunguzika.
17 Nevavengi vakauyawo vachida kuparadza basa ravakatumwa.
18 Chinoshamisa ndeichi, vanosara vosiya zvinhu zvose zvakanga zvaiswa pachena.
19 Vanhu vaMwari, tave kufanira kuziva kuti iri ibasa guru raMwari, uye hazvisi nyore kuputswa nemunhu. Amen.